Guta izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Mutsa Guta; Panganai Guta; Brandon Guta; Tafadzwa Guta.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Chewa inoti guta (stockade - a barrier formed from wooden posts, especially as a defense against attack or for confining animals).
  • Digo inoti guta (anaemia). Kikongo vanoti kuta (capital or possessions in slaves - i.e. slaves considered as property).
  • Zigula inoti kuguta (v. to shout; to call loudly; speak loudly). Mamwe mazwi: kugutila (v. to summon, to shout).
  • Mbukushu inoti ghutha (n. mobola plum; Parinari curatellifolia. Fruit is called tha) kureva muhacha.