Horongo sezita
Horongo izita revanhu rinowanikwa kuNamibia.
- Vanhu vane zita iri: Pauline Horongo; Samueline Horongo; Horongo Tuahuku; Ntokozo Horongo.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Rukwangwali inoti horongo (n. kudu) kureva nhoro.