Kukarira

(runangakatsva kubva kuHukariri)

Kukarira (to be harsh or stern) zvinoreva kuvangarara maukutaura?

  • Kukarira nzombe dziri kurima negejo kunobatsira kuti dzishande nesimba; imwe nguva mutyairi anorova mombe netyava kuti dzifambise dzisakorondoke.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

  • Baila neVaBemba vanoti bukadi (n. fierceness, anger, wrath, sharpness, courage) kureva hukari. Uyo Ibibio inoti kara (v. rule, abuse, master).
  • Lenje inoti wukali (severity) kureva hukari. Mamwe mazwi: kalala (be severe). Kinande inoti obukale (strength, severity, wickedness, intransigence) kureva hukari.
  • Lugwere inoti bukaali (n. harshness, sternness, brutality, cruelty, fierceness, ruthlessness, vehemence, ferocity, hostility) vachireva hukariri?.
  • VaDigo vanoti -kali (sharp, intense, fierce, strict). Sokuti: Maneno makali (sharp words) kana mwalimu mkali (strict teacher).