Hwami sezita
Hwami izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Tamuka Hwami; Caroline Hwami; Munyaradzi Hwami; Kudzanayi-Violet Hwami mudavadi anobva kuZimbabwe.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi
- Kinyarwanda inoti umwami (king; lord) vachireva mambo. Mazwi anotodzana: ubwami (kingdom) vachireva humambo.
- Ila inoti mwami (n. chief) kureva Ishe. Lugwere inoti bwami (chieftainship, position of chieftain) vachireva hushe kana chigaro chehushe.
- VaWanga vanoti omwami (chief; important person; title of respect to men) vachireva Ishe. Kinande vanoti omwami (n. The King).
- VaLenje vanoti mwame (Chief or headman of a village; free man not a slave) vachireva sadunhu, Ishe, munhu asiri muranda.