Hoto

(runangakatsva kubva kuHwoto)

Hoto, hwoto kana goto (yellow-billed hornbill) ishiri inowanikwa muAfrica zvikurusei kudunhu rekuchamhembe. KuKalanga vanoti hwoto zvakare.

Tsumo chinjirudza

  • Zviri musango zvinosekana, pfunye ikaona hoto inoseka. Those in the forest ridicule one another; when the go-away bird sees a pelican it laughs.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • Luwanga inoti okhukotia (v.tr. bend) kureva kubhenda kana kukota. Mamwe mazwi: okhukotola (v.int. turn aside from the path; go around a bend) kureva kutsambuka.
  • Duala inoti mukoto (n. curve; winding) kureva kukota. Zvichida zita rokuti hoto rinodudza muromo wakabhenda weshiri iyi.
  • Swahili inoti kota (v. curve, bend, hook, crook) vachireva kukota.

Dariro reMifananidzo chinjirudza