Jerenyenje
(runangakatsva kubva kuJangwa)
Jerenyenje (mongoose) imhuka yemusango inowanikwa kuchamhembe kweAsia neEurope uye kuno kuAfrica. Jerenyenje rine marudzi anodarika 30 anokura kusvika 0.3-1.2m.
![](http://upload.wikimedia.org/wikipedia/commons/thumb/8/86/Mangoustes_ray%C3%A9es_-_Banded_Mongooses.jpg/250px-Mangoustes_ray%C3%A9es_-_Banded_Mongooses.jpg)
Jangwa zvinoreva jerenyenje rine muswe muchena.
Kudya kweJerenyenje
chinjirudzaJerenyenje rinodya tupembenene; magakanje; makonye emuvhu; nyoka; huku nemakonzo. Anodyawo mazai zvakare. kunyika yeIndia jerenyenje rinozivikanwa nekugona kurwisa nokuuraya nyoka dzine huturu kunyanya rovambira.hh
Mitauro yeBantu
chinjirudza- VaGungu vanoti jeere kana majeere pakuwanda (White-tailed mongoose) - zvichida vanoreva jerenyenje?