Johani
Johani, Johane, Yohani kana Yohane izita ravakushandiswa se reChishona rakatorwa kubva kuChihebheru nekuda kweBhaibheri.
Pakushandiswa pezita rekuti Johani rinogona kushandisirwa pamusoro pevanhu uye zvinhu zvinotevera:
- Johani (zita), kana Yohani, kureva John uye Johannine
Testamende ItsvaEdit
MabasaEdit
- Uvaranomwe hwa Yohane
- Shoko ra Johani, rinowanzo shandisirwa dumidzo ripfupi rekuti Yohani/Johani
- Maepistiri aYohane
- Epistiri rekutanga ra Yohani, rinowanzo pfupitswa richinzi 1 Yohani
- Epistiri rechipiri ra Yohani, rinowanzo pfupitswa richinzi 2 Yohani
- Epistiri rechitatu ra Yohani, rinowanzo pfupitswa richinzi 3 Yohani
- Nwadhi ra Rhevheresheni, Rhevheresheni ya Msande Yohani Mushoperi
VanhuEdit
- Yohani mubhabhatidzi (akafa c. 30 PK), anowonekwa se muporofita uye akaenda pamberi pa Yesu Kristo
- Mabasa akanyorwa na Yohane we Testamende Itsva, dzimwe nguva rinotsanangurwa se:
- Yohani muPostori (akararama c. 30 MK), mumwe pakati pe mastori makumi mairi (makumiiri) a Yesu
- Yohani muVhangeri, assigned author of the Fourth Gospel, once identified with the Apostle
- Yohani wePatimosi, uyezve sa Yohani Mushoperi kana Yohani muZaruri, munyori we Nwadhi re Rhevhereshini, anobatanidzwa ne Mapostori
- Yohani mu Presbyter