Johani (zita)
Johani kana Johane izita reChishona rakabva kuChihebheru rinoshandiswa sezita mutsika dzevanhu vakasiyana. MuChihebheru kana Chiarabhu rinoreva kuti "Mwari anenyasha" kana "Mwari ane mutsa/musa". Anenyasha, Anemutsa (essentially rikapatsanurwa zita rekuti Yohani rinorive kuti, Yah-ane-mutsa Jah-ane-nyasha)
Mamwe mavhariyesheni ezita iri anosanganisa
- Yohani kana Yohane
- Joni
Mumimwe mitauro
chinjirudzaAfurika
chinjirudza- Dzon, Džon (Chikongo, rinoshandiswa wo ne vatauri weChisebhiya)
- Jean (Chifurenji - pane nyika dze muAfurika dzishandisa Chifurenji ne mazita eChifurenji futi)
- João (Chiputukezi - ndemumwe mutauro unoshandiswa ne nyika dzemuAfurika)
- John (ndere Chingezi uye mimwe mitauro ye kuYuropu yakauya neVazungu, asirinowanzo shandiswa neVangezi)
- Nzuá (Izita rinoshandiswa muAngola)
- Sheik (Chiarabhu)
- Yohanan kana Youhanan, Youkhana (Chiarabhu)
- Yahya (Chiarabhu, Chituruki, Chiperusiya)
- Yohannes (kuItopiya muChiamhari)
- Yohanni (Chimakhuwa mutauro weChibhandu kuMozambiki)