Jumbe

Mazita eMhuri

Jumbe izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Roy Jumbe; Kheliza Jumbe; Migel Jumbe; Emelda Jumbe.

Mitauro yeBantuEdit

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Makonde inoti njumbe kana majumbe (headman of village - traditional) kureva sabhuku.
  • Swahili inoti ujumbe (n. Headship) kureva hukuru. Giryama vanoti udzumbe (royalty).
  • Shambala vanoti uzumbe (n. kingdom, dominion) vachireva humambo.
  • Zigula vanoti uzumbe (leadership, kingdom, chiefdom, reign) kureva hushe.