Kalenga

Mazita eMhuri

Kalenga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe; iri izita reChewa.

Mitauro yeBantuEdit

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Vatauri veSena vanoti -lenga (to create) kureva kusika.
  • VaBemba vanoti lenga (designer; painter). Mamwe mazwi: kalenga (designer).