Karuwo sezita
Karuwo izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Nehemiah Karuwo; Jonathan Karuwo; Ruth Karuwo; Wendy Karuwo.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeBantu anotodzana.