Katanda sezita
Katanda izita remhuri rinowanikwa muMalawi, Congo, Kinshasa neZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Felix Katanda; Danai Katanda; Samuel Katanda; Patrick Katanda.
- Mazwi ari pedyo: Matanda sezita, Chitanda sezita.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.