Katongola
Katongola izita remhuri rinowanikwa kuZambia neDemocratic Republic of the Congo.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Mambwe vanoti -tongola (v. to shell beans, peas, etc.; to shell a great quantity of beans, peas). Mamwe mazwi: -tongoka (v. to shed seeds or to fall from pods).
- Baila vanoti katongola (peanuts broken up, cooked with salt)) kureva nzungu dzakamenywa nokukangwa.
- Lubwisi vanoti kitongole kana bitongole (n. organization; association). Mamwe mazwi: kwetongola (be independent).
- Lubwisi vanoti kuba mu kitongole (belong to an organization). Mamwe mazwi: kutaaha kitongole (join an organization).