Kaviya izita rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Locadia Kaviya; Chenisayi Kaviya; Roland Kaviya.

Mitauro yeBantuEdit

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Nsenga vanoti kuwiya (v. to retun).
  • Lenje kune izwi rinoti wiya (eat sadza without relish) or seasoning richireva kutemura.
  • VaLenje vanoti uwiya (be contemptuous - uncivil, disrespectful; to slight, to disregard).
  • VaMakua vanoti wiya (steal, thieving) kureva kuba.