Kilenda izita remhuri rinowanikwa muAngola, neCongo, Kinshasa.

  • Vanhu vane zita iri: Naomia Kilenda; Micaela Kilenda; Diamant Kilenda; Fabio Kilenda.
  • Mazwi ari pedyo: Chirenda sezita.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Kimbundu inoti kilenda (n. fortune) kureva rombo rakanaka. Mamwe mazwi: kilende (n. bunch; cluster).