Kiluka izita remhuri rinowanikwa muTanzania neCongo Kinshasa.

  • Vanhu vane zita iri: Sophia Kiluka; Juliana Kiluka; Vanessa Kiluka; Lisette Kiluka.
  • Mazwi ari pedyo: kuruka; Chiruka sezita.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Kimbundu inoti kiluka (n. name; denomination; designation).