Chiruka sezita
Chiruka izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Charity Chiruka; Blessing Chiruka; Snikiwe Chiruka.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Kimbundu inoti kiluka (n. name; denomination; designation). Mamwe mazwi: kuluka (v. name) kureva kupa zita.
- VaWanga vanoti oshiluka (form; ritual; customary order).
- Mazita ari pedyo: kuruka; Kiluka sezita.