Kilunga izita remhuri rinowanikwa muCongo, Kinshasa, neTanzania.

  • Vanhu vane zita iri: Mariam Kilunga; Prisca Kilunga; Ruth Kilunga; Khan Kilunga.
  • Mazwi ari pedyo: Chirunga sezita.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.