Kutsemura

(runangakatsva kubva kuKubanzura)

Shoko rokuti kutsemura (splitting lengthwise) rinoreva kupatsanura chinhu kuchitevedzwa kwakareba kwacho. Kutsemura kwakasiyana nekutyora nokuti kutyora kunogura nenzira yakachinjika.

Muenzaniso chinjirudza

  • Kana huni dzichitsemurwa kunenge kuchitevedzwa kwakarebera rukuni rwacho.
  • Kugura wakachinjika rukuni ndiko kutema, asi pakutaura mazuvaose zvinhu izvi zvinotaurwa sezvimwe nokuti basa racho rinoitwa pamwe kazhinji.

Mitauro yeBantu chinjirudza