Kuchinjika

(runangakatsva kubva kuChinjika)

Shoko rokuti kuchinjika (across, transverse in English) rinotaurwa kana chinhu chakarariswa chichitevedza hwasha kwete hurefu kana hukwidza. Somuenzaniso mahwere anovhariswa padanga remombe anotsvetwa akachinjika musuwo wedanga. Bhiriji rinoyambuka rwizi rakachinjika.

Kurerutsa Mutauro

chinjirudza

Mamwe mazwi

chinjirudza

Kurerutsa Mutauro

chinjirudza
  • Mfundisi akachinjika mawoko ake achinamatira vachati: the Pastor crossed his hands when he prayed for the bride and groom.

Mitauro yeBantu

chinjirudza
  • VaMambwe vanoti -cingama (to be placed cross-wise, to lie across) vachireva kuchingama.
  • VaMambwe vanoti -cinganya (to lay across, crosswise) vachireva kuchingama.
  • VaMambwe vanoti kupendama (to screen, protect, shelter, shade, come between) vachireva kudzivira.
  • VaSwahili vanoti kingama (be between, be in the way; cut across, intersect).