Kubhabhura kana kubereka (to piggy back) zvinoreva kutakura mwana kumusana akasungwa nejira rinonzi mbereko kana akasungwa nechari. Mwana anotanga kuberekwa kumusana mushure mokunge rukuvhute rwadonha.

  • Kanyanga kana kandanga (ideophone of Putting child on one's back (lifting it over shoulder).

Mitauro yeBantu

chinjirudza
  • VaGanda vanoti bereka (carry on the back or shoulders) vachireva kubereka. VaLenje vanoti weleka (carry child on the back in a cloth or skin) vachireva kubereka.
  • VaUmbundu vanoti ambata, tuta, twala, yenja, pakata, veleka (carry), kureva kutakura. VaGanda vanoti mceka (belt or sash. cloth used to tie baby on to back) kureva mbereko.
  • VaHerero vanoti otyivereko (baby carrier made from cloth) kureva mbereko. VaZigula vanoti mbeleko (cloth to carry baby on mother's back) kureva mbereko.
  • VaHerero vanoti herura (slip the child from your back) kureva kudzikisa mwana akaberekwa kumusana.