Kubisa, kubvisa kana kudusa (to remove, to take away, take off) zvinoreva kusudurudza chinhu kana munhu kubva pachiri chichiendeswa kumwewo.


  • Kudusa (Take, or bring, away; take out or off; remove) apa kureva kubvisa chinhu panzvimbo kana panhu. Izwi iri rinotaurwa zvakare kuChiNdau neKalanga.

Kurerutsa Mutauro chinjirudza