Mubvunzo

(Redirected from Kubvunza)

Mubvunzo (Question).

  • Kubvunza (questioning).
  • Mubvunzi (one who asks questions).

Mazwi eBantuEdit

  • Baila vanoti ku buzha (to ask, to inquire, to question) kureva kubvunza.
  • VaGanda vanoti kibuzo (question). VaGanda vanoti buza (question).
  • VaMbugwe vanoti -lomba (v. ask for).