Daka (Nge. want, desire) zvinoreva kuda, ndiro shoko rinoshandiswa uye raishandiswa kupatsanura kuda (to love) ne kudaka (to want).

Chidaka/chidakwa kureva a want, uye zvidaka kana zvitaka kureva wants.

Vamwe vanoshandiswa mazwi emitauro yekuChamhembe che Afurika senge Chivhenda, Chindevere kana Chichewa chinoti kufuna kana kupfuna (Chivhenda).

Mamwe Mazwi:

Mamwe mapeji ekutarisa chinjirudza