Kudengedza

(runangakatsva kubva kuKudengezera)

Kudengedza, kudengeza kana kudengezera (Balance on head) zvinoreva munhu akatakura mutwaro pamusoro iye asina kubatirira pamutwaro wacho. Sokuti madzimai vanodengedza zvirongo zvemvura.

Mamwe Mazwi chinjirudza

  • dengai (ideophone of Balancing; 2. of Showing pride or disdain - especially by gait). Ndakaona munhu akati dengai pachiruvi chemba: I saw a man standing balanced on the top of the roof.
  • Kudengaidza (Set up something delicately balanced. 2. Make proud. Cause to show disdain).
  • Kudengaira (Walk, balancing carefully. 2. Show pride or disdain. Unodengaira sorufu: you are as proud as (or, as uncertain as) death.
  • denge (ideophone of Balancing). Tarisa kuno, ndinoti denge zvangu, kana kumbobatira kwete: look how I am balancing without holding on to anything.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • VaMambwe vanoti kutengezela (to carry anything on the head without supporting with hands) kureva kudengezera.
  • Baila vanoti kutengenezha (to bear or carry on head without holding, as women do water) kureva kudengeza.