Kuguka
Kuguka (be dislodged, fall out, come out - of teeth) zvinoreva kusvomhoka, kubvisika kana kugurika kubva panzvimbo.
Muenzaniso
chinjirudza- Kuguka mazino.
- Kuguka kwedemo pamupinyi.
- Kugura ukama.
Mazwi eBantu
chinjirudza- VaTonga vanoti kuka (be dislodged, fall out, come out - of teeth) kureva kuguka.
- VaChewa vanoti gulula (To separate, as a substance from anything with which it is in union — hence to extract teeth) kureva kugura.
- VaChewa vanoti gulula (disjoint, dislocate, disunite, remove bars of a gate).
- VaUmbundu vanoti timbula (chop, break off - sadza, bread etc.) kureva kudimbura.