Kukupa

(runangakatsva kubva kuKukupira)

Kukupa (to bail water e.g. from a well) zvinoreva kubvisa mvura mutsime - kazhinji senzira yekuchenesa tsime racho. Kana mvura yapinda mubhoti vanhu vanoedza kukupa mvura iyi kuti bhoti risanyure.

  • Kukupira (to bail out water on).
  • Kukupirwa (to have water bailed out on; be used to bail out water)

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • Baila vanoti kukupa (to bale water) kureva kukupa.
  • VaZigula vanoti kukupa (to bail water) kureva kukupa.
  • VaZigula vanoti kukupira (bail out for/with; use to bail out) kureva kukupira.
  • VaZigula vanoti kukupirwa (be used to bail out water) kureva kukupirwa.