Kununura, kudzikinura, kutsunzunura kana kutsikinura (rescue, to save or deliver from another; to redeem; to absolve).

Mitauro yeBantu

chinjirudza
  • Luwanga vanoti okhununula (v. redeem). Nsenga vanoti nunula kana ombola (to redeem, recover) vachireva kununura.
  • VaGwere vanoti bununuli ( n. salvage; the act of saving goods or property that were in danger of damage or destruction) vachireva hununuri.
  • Luganda vanoti okununula (n. redeem) kureva kununura. VaGanda vanoti nunuzi (n. ransom) muripo wekununurwa.
  • Baila vanoti kunununa (to redeem, to ransom, to emancipate, release) vachireva kununura.
  • Yao vanoti kuwombola (to ransom). Yao vanoti chiwombolo (the sum paid in redeeming a person).
  • Mang'anja vanoti wombola kana ombola (redeem) kureva kudzikinura. Mamwe Mazwi: muomboli (redeemer) kureva mudzikinuri.