Kupakura kana kupangura (to dish or serve out food; to take out) apa kureva kugova chikafu kubva mupoto uchiisa mundiro kuti vanhu vadye.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • MaZulu vanoti ukuphakula (Ladle out) vachireva kupakura. Mamwe Mazwi: ukuphakula (finish, complete). Sokuti: ukuphakula umsebenzi kureva kupedza basa.
  • VaZigula vanoti kupakula (to scoop out; scooping out) kureva kupakura. VaGungu vanoti kupaakuura (v. unload; offload).
  • VaZigula vanoti kupagukana (to part from one another; to separate) kureva kupakukana? Shilenge vanoti kupakula (to unload) kureva kupakura.
  • VaChewa vanoti kupakura (serve up food). Mamwe Mazwi: kupakura (to take out). Kupakura (to separate from).