Mugwaku mudziyo unoshandiswa kupakura sadza.
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.