Kuchirika
(runangakatsva kubva kuKusvetuka)
Kuchirika kana kuchiruka (jump up or over) apa kureva kusvetuka kuenda mudenga kana kusvetuka senzira yekudarika chinhu chakachingama paunoda kupfuura.
- Kuchiridza (cause to jump; cause to cross; skip, as with a monthly event).
- Kuchirika-chirika (hop about).
- Kuchirikira (jump onto).
- Kusvetuka kana kusvepuka (jump up or over)
- Machiridza izita remhuri.
Mitauro yeBantu
chinjirudza- VaMambwe vanoti kucilusya (to cause to pass over, as road, river to ferry, cross over) vachireva kuchirutsa.
- VaMambwe vanoti -cilika (to meet, run across, encounter). VaMambwe vanoti -cilingana (to intersect).
- VaFwe vanoti ku-ciruka (to jump) vachireva kuchiruka.
- VaZigula vanoti kukiluka (to step over) vachireva kuchiruka.
- Shimwali inoti uruka (v. to jump) kureva kuwuruka.