Kusvipa mate (spitting saliva) zvinoreva kubuditsa mate mukanwa zvechisimba. Vanhu vanosvipa mate vachida kurasa mate anenge awandisa mukanwa kana kusvipa chinhu chinoshapisa mukanwa. Kusvipira posepose hakuna hutsanana nokuti kunokwanisa kuparadzira zvirwere.

Kusvipira mumwe kumeso kunotardza kumuzvidza kwakanyanya.

  • Rute, rutwe, marutwe kana masiriri (drool; saliva spilling from the mouth) zvinoreva mate ari kudonha era pamurormo wemunhu.
  • Kugupa mate (secrete saliva) zvichireva kusvipa mate.

Mazwi eBantu chinjirudza