Mate (Saliva) zvinoreva mvura-mvura inowanikwa muakanwa inokonzera mukanwa mugare muri munyoro. Mate anobatsira pakuwotesa zvidyo panguva yekutsenga.

  • Rute, rutwe, marutwe kana masiriri (drool; saliva spilling from the mouth) zvinoreva mate ari kudonha era pamurormo wemunhu.
  • Kugupa mate (secrete saliva) zvichireva kusvipa mate.

Mazwi eBantuEdit

  • VaLenje vanoti lute kana mate (viscous, sticky fluid e.g. white of an egg) kureva rute. VaLenje vanoti shipa mate (v. spit) vachireva kusvipa mate.
  • VaUmbundu vanoti olute (n. saliva, slobber) kureva rute. VaGwere vanoti luta kureva rute.
  • VaWanga vanoti amare (n. saliva, spittle). VaLomwe vanoti otapha (v. spit) kureva kupfira mate.
  • MaZulu vanoti silila (move slowly). Mamwe mazwi: ulusilili (Slowness, reluctance, hesitation). Fananidzai nokuti masiriri?