Kutanga kana kuvamba (to start) zvinoreva kuita chinhu patsva.

Mitauro yeBantu

chinjirudza
  • Taabwa vanoti kubamba kureva kuvamba. Mamwe mazwi: kubambula (restart) kuvamba patsva. VaChewa vanoti kuamba kana kuyamba (begin, start). VaYao vanoti kutanda (begin, start).
  • VaGulu vanoti ku-longola (aforehand). Muntu wa kulongola (the first man). VaHerero vanoti uta (begin; found; invent; initiate; undertake; originate; commence anything).
  • VaGiryama vanoti ku-andza (neut. to begin). Mamwe mazwi kwandza; maandiko (beginning). Ku-m-ogoha Bwana ndo maandiko ga ulachu - The fear of the Lord is the beginning of wisdom.
  • VaKongo vanoti kubanda (to begin, to start, to commence) kureva kutanga. VaNgala vanoti kobanda (v. begin) kureva kuvamba. Nsenga vanoti kuhoka (v. to arrive first; to go or come forward).
  • VaRwanda neVaGiryama vanoti mbere (first, beginner) kureva chekutanga. VaRwanda vanoti imbere (forward) kureva mberi. VaNyoro vanoti okubanza (to commence; begin).