Ruzivo

(runangakatsva kubva kuKuzvizivisa)

Kana munhu achinzi ane ruzivo (Knowledge in English) pamusoro pechinhu kana kuti pamusoro pemumwe munhu zvinoreva kuti ane chimwe chezvinotevera: tsananguro, humbowo, hunyanzvi, hukwanisi maererano nezviri kutaurwa zviri mudariro. Ruzivo rwunogona kuwanikwa kuburikidza nokunge munhu akazvidzidza kana kunge akamborarama mazviri.

Tsika chinjirudza

  • Muzivi wenzira yeparuware ndiye mufambi wayo.
  • Kuziva ambuya huudzwa.

Mitauro yeBantu chinjirudza