Lerato izita revanhu rinowanikwa muBotswana, South Africa neZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Lerato Mulifi; Lerato Masusu; Lerato Magomora; Lerato Zivuku; Lerato Mandipaka.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • Lozi inoti lilato (n. love) kureva rudo.
  • Hadiyya inoti urato (n. compassion; pardon, forgiveness, mercy).