Lumoxi izita remhuri rinowanikwa muAngola.

  • Vanhu vane zita iri: Mendes Lumoxi; Jessica Lumoxi; Perucas da Lumoxi; James Lumoxi.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Kimbundu vanoti moxi (n. one) kureva chibodzi. Kimbundu vanoti rimoxi (n. one; single) kureva chimwe.
  • Kimbundu inoti umoxi (n. only; single; one) kureva chimwe. Kimbundu vanoti lumoxi (n. once) kureva kamwe.
  • Kimbundu inoti kamoxi kana lua kamoxi (n. the first time) kureva kamwe.