Lutunda sezita
Lutunda izita remhuri rinowanikwa muZambia neCongo, Kinshasa.
- Vanhu vane zita iri: Naomie Lutunda; Phil Lutunda; Hesham Lutunda; Leon Lutunda.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Barotse vanoti lutunda (n. long and narrow piece of ground rising above the plain). Fananidzai nokuti dundumadza?