Mauto sezita

(runangakatsva kubva kuMahuto)

Mauto; Mawuto kana Mahuto izita rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Nyarai Mauto; Elsie Mauto; Fungayi Mauto; Tanaka Mauto.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • VaLenje vanoti wuwuto (goodness) vachireva kunaka. VaYao vanoti liuto (n. place or room) vachireva nzvimbo kana rhumu.
  • Zigula inoti uto (n. pleasant to the taste) kuzipa pakudya. Mamwe mazwi: ya uto nkande (nice food).
  • Uyo Ibibio vanoti uto (n. kind, type, sort, method). Shimaore vanoti utro kana mautro (n. roof).
  • Herero inoti e-uto (n. foundation). Omauto (Foundations). Herero inoti e-uta, e-uza, omu-zo kana oru-tenga (beginning, origin).
  • Herero inoti uta (begin; found; invent; initiate; undertake; originate; commence anything).
  • Herero vanoti omuute (founder; beginner; former - one who formed).
  • MaZulu vanoti butha (1. Gather together, 2. Recruit, enrol in a regiment) kureva kuunganidza. Mamwe mazwi: buthana (1. Come together, gather in a crowd, assemble).