Makama izita rinowanikwa muZimbabwe, South Africa, Eswatini.

  • Vanhu vane zita iri: Vimbikai Makama; Nthabiseng Makama; Zeinab Makama; Lebogang Makama.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • VaChewa vanoti makama (crowds), kureva chaunga chevanhu.
  • VaLozi vanoti makama (n. 1. senseless stories, silly talk, nonsense, (2) useless things) kureva nyaya dzisina maturo
  • Bushong inoti makama (n. Arbitrator).