Makangara
Makangara izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Tanzania neCongo, Kinshasa.
- Vanhu vane zita iri: John Makangara; Justin Makangara; Adam Makangara; Christian Makangara.
- Mazwi ari pedyo: Makanga sezita; Chikanga sezita.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Nyanja inoti makangala (n. strips of bamboo or reed used to make a mat) kureva tsanga (kana mushenjere) dzakatsemurwa dzinorukiswa bonde.
- Nyanja inoti kangalala (open out, separate from, swell out, interspace; of a bird spreading out it's wings when on the ground; of bark separated from tree).
- Nyanja inoti kangalala (v. to stand up as animal's mane blown by the wind; to stand up as thorns falling onto the road).
- Nyanja inoti chitseko chiri kangalala (a door not closely woven).