Makanga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Tanzania neNamibia.

  • Vanhu vane zita iri: Salima Makanga; Kabunda Makanga; Tariro Makanga; Maria Makanga.
  • Mazwi ari pedyo: Makangara; Chikanga sezita.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Nyanja inoti kukanga (to be hard, tough, firm, intractible - not easily controlled or directed; of fruit to be unripe, hard to husk; of a beast to be hard to kill). Mamwe mazwi: makanga (salt land).
  • Bavili vanoti kaangë (v. bind). Bavili vanoti kangiminë (v. to be captured, to be closed, to englobe).
  • Sangho inoti kanga (v. be or become obstructed; to shut; to tie; to fasten; to obstruct). Mamwe mazwi: kanga (v. be patient; persevere; resist discouragement).
  • Kutuk inoti kanga (courageous, fearless) kureva kusatya. Mamwe mazwi: kanga (strong, powerful, courageous; (2) angry, wrathful).