Makasa sezita
Makasa izita revanhu rinowanikwa kuZambia.
- Vanhu vane zita iri: Makasa Mwenya; Marvel Makasa; Promise Makasa; Makasa Mwila.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.