Makonza sezita
Makonza izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neSouth Africa.
- Vanhu vane zita iri: Florence Makonza, Vumani Makonza, Tafadzwa Makonza, Siyabonga Makonza.
- Mazwi ari Pedyo: Mukonza; Makonza sezita; Mukonzo sezita; Kakonza; makonzwa.
- Chikonzi (messenger, vassal, voluntary servant).
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Lenje inoti konda (Please, gratify, satisfy, amuse) - fananidzai nokuti kukonza musikana. Xilenge inoti kukonza (n. to be under some one, as one's landlord, master, etc.).
- MaZulu vanoti umkhonzo (Present sent with greetings, as an expression of regard or loyalty; token of remembrance; keepsake). Mamwe mazwi: umkhonzo (Plant of the Hypericum species).
- MaZulu vanoti umkhonzi (1. Worshipper. 2. Attendant. 3. Vassal). Mamwe mazwi: inkonzo (Service, vassalage, homage; subjection to a chief).
- VaChewa vanoti konza (to correct, to mend, to repair, to put right, to beautify). VaBemba vanoti mukonso (n. leg, trunk, stem) kureva gumbo.