Mukonzo izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Uganda neKenya.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Xilenge vanoti kukonza (n. to be under some one, as one's landlord, master, etc.). Fananidzai nokuti makonzwa?
  • MaZulu vanoti umkhonzo (Present sent with greetings, as an expression of regard or loyalty; token of remembrance; keepsake).
  • MaZulu vanoti umkhonzo (Plant of the Hypericum species).
  • MaZulu vanoti umkhonzi (1. Worshipper. 2. Attendant. 3. Vassal). Mamwe mazwi: inkonzo (Service, vassalage, homage; subjection to a chief).
  • VaChewa vanoti konza (to correct, to mend, to repair, to put right, to beautify). VaBemba vanoti mukonso (n. leg, trunk, stem) kureva gumbo.