Chakonza sezita
Chakonza izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Nyasha Chakonza, Israel Chakonza, Takudzwa Chakonza, Tsitsi Chakonza.
- Mazwi ari Pedyo: Mukonza; Makonza sezita; Mukonzo sezita; Kakonza; makonzwa.
- Chikonzi (messenger, vassal, voluntary servant).
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.
- Lenje inoti konda (Please, gratify, satisfy, amuse) - fananidzai nekukonza musikana.
- Lenje inoti konsha (be strong; be able; have power; overcome; be stronger than, conquer).
- MaZulu vanoti umkhonzo (Present sent with greetings, as an expression of regard or loyalty; token of remembrance; keepsake).
- MaZulu vanoti umkhonzi (1. Worshipper. 2. Attendant. 3. Vassal). Mamwe mazwi: inkonzo (Service, vassalage, homage; subjection to a chief).
- VaChewa vanoti konza (to correct, to mend, to repair, to put right, to beautify). VaBemba vanoti mukonso (n. leg, trunk, stem) kureva gumbo.
- Xilenge inoti kukonza (n. to be under someone, as one's landlord or master). VaNdau vanoti chakakonza (it is difficult).