Makwikwi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Jacob Makwikwi; Caroline Makwikwi; Tendai Makwikwi.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mamwe mazwi.

  • VaMakua vanoti nikwikwi kana makwikwi pakuwanda (eyebrow).
  • VaMakonde vanoti likwikwi kana makwikwi pakuwanda (eyebrow).
  • VaZigula vanoti lukwikwi kana nkwikwi (n. a fence, a porch).