Malinke mutauro unowanikwa kuMali, Guinea neCôte d'Ivoire.

Mamwe Mazwi

chinjirudza
  • Malinke inoti ha (n. father) kureva baba.
  • Malinke inoti ba (n. mother) kureva mai.
  • Malinke inoti jamana (n. country) kureva nyika.
  • Malinke inoti lalan (n. bed) kureva mubhedha.
  • Malinke inoti balima (n. sibling).
  • Malinke inoti wori (n. money) kureva mari.
  • Malinke inoti namasa kana banana (n. banana) kureva bhanana.
  • Malinke inoti ayiwa (OK; I agree).
  • Malinke inoti siya (n. ethnic group) kureva rudzi.
  • Malinke inoti tasa (n. bowl).
  • Malinke inoti saya (n. death) kureva kufa. Fananidzai nokuti kushaya?
  • Malinke inoti dara (v. repair) kureva kugadzira.

[1]

  1. https://www.livelingua.com/peace-corps/Maninka/MalinkeManualLearneguide.pdf