Manyani izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Albert Manyani; Precious Manyani; Kudakwashe Manyani; Idah Manyani.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.