Mapungubwe

Mapungubwe inzvimbo yaiva muzinda wevakare vararama kumaodzanyemba kwenyika yeSouth Africa. Nzvimbo iyi ine hukoshi munhoroondo hwakafanana neMasvingo eZimbabwe.

Izwi rokuti phungugwe (jackal) rinoreva gava kumutauro weKalanga.